top of page
Search

NDOVE YE NZOU

Inobatsira zvinotevera


-vanobuda musana ( piles ) . Munoisa pamarasha motangira hutsi hwacho .

- Kudzinga mweya wakaipa

- Kupfungaidzira mumba

- Inorapa mututu - isai pamarasha mofema hutsi hwacho

- Inorapa munyaviri - isai mumvura inofashaira moita zvekunatira

- Mushonga wemasuwo - munoisa mumvura monwa

- Ndove yenzou inosanganiswa nezvimwewo zvinoshandiswa pakudzinga mweya yakaipa zvoshandiswa pamwe chete sembanda , mutandangozi nemafuta ehwai

- Inoiswa pamarasha sepfungaidzo pane anenge arohwa nezve husiku